supported by
/
  • Streaming + Download

    Includes high-quality download in MP3, FLAC and more. Paying supporters also get unlimited streaming via the free Bandcamp app.

      name your price

     

about

Metal from Zimbabwe

lyrics

Handina magetsi ndiribho,
Handina magetsi ndiribho, handina magetsi ndizvo.

Handina magetsi ndiribho, handina magetsi ndizvo.
Azvina basa ndiribho, handina mari ndizvo.
Handina magetsi ndiribho, handina magetsi ndizvo.
Azvina basa ndiribho, handina mari ndizvo.

Ndinofara
Ndinofara

Ini handitsamwe
Ini handitsamwe

Gggha magetsi mhani

Handina magetsi ndiribho, handina magetsi ndizvo,
Azvina basa ndiribho,
Handina mari ndizvo.
Azvina mvura ndiribho,
Ndinenzara ndizvo,
Handina magetsi ndiribho,
Handina magetsi ndizvo.

Ndinofara
Zviri-ku-faya

Ini handitsamwe
Ini handitsamwe
Yeah

Yeah! Zvankanaka zvakadaro!
Zvakanaka zvakadaro!
Zvakanaka zvakadaro! Zvakanaka zvakadaro!

I-yeah Ini handitsamwe
Ini handitsamwe
Handina magetsi ndiribho, handina magetsi ndizvo,
Handina magetsi ndiribho,
handina magetsi ndizvo,
Handina magetsi ndiribho,
handina magetsi ndizvo,
Handina magetsi ndiribho,
handina magetsi ndizvo.

credits

released May 17, 2016
Dividing The Element, Gary Stautmeister

tags

tags: metal Zimbabwe

license

all rights reserved

about

Dividing The Element Zimbabwe

contact / help

Contact Dividing The Element

Streaming and
Download help